Numeri 28:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Nomusi weSabata, muite chipiriso chamakwayana maviri egore rimwe chete asina kuremara, pamwe chete nechipiriso chacho chokunwa, uye nechipiriso chezviyo chezvegumi zviviri zveefac youpfu hwakatsetseka, hwakavhenganiswa namafuta.

Numeri 28

Numeri 28:1-15