Numeri 26:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaJudha; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi manomwe nezvitanhatu, namazana mashanu.

Numeri 26

Numeri 26:15-27