Numeri 26:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Shure kwedenda Jehovha akati kuna Mozisi naEreazari mwanakomana waAroni, muprista,

2. “Verengai ungano yose yavaIsraeri nemhuri dzavo, vose vana makore makumi maviri kana anodarika vanogona kurwa muhondo yaIsraeri.”

3. Saka Mozisi naEreazari muprista vakataura navo pamapani eMoabhu paJorodhani nechokumhiri kweJeriko vakati,

Numeri 26