Numeri 25:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Finehasi mwanakomana waEreazari, mwanakomana waAroni, muprista adzora kutsamwa kwangu kubva pavaIsraeri; nokuti akanga ane shungu sedzangu nokuda kwokusakudzwa kwangu pakati pavo, saka handina kuzovaparadza neshungu dzangu.

Numeri 25

Numeri 25:3-18