Numeri 22:40-41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

40. Bharaki akabayira mombe namakwai, akapa zvimwe kuna Bharamu namachinda akanga anaye.

41. Fume mangwana, Bharaki akatora Bharamu akakwira naye kuBhamoti Bhaari, uye ipapo akaona chikamu chavanhu.

Numeri 22