Numeri 22:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bharamu akapindura akati, “Zvakanaka, zvino ndauya kwauri. Asi ndingataura zvose zvose here? Ndinofanira kungotaura chete zvinenge zvaiswa mumuromo mangu naMwari.”

Numeri 22

Numeri 22:34-41