Numeri 16:19-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Kora akati aunganidza vateveri vake vose vaipikisana navo pamukova wokupinda muTende Rokusangana, kubwinya kwaJehovha kukaonekwa neungano yose.

20. Jehovha akati kuna Mozisi naAroni,

21. “Zvitsaurei imi paungano iyi kuitira kuti ndivaparadze izvozvi.”

Numeri 16