Numeri 14:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna mumwe wenyu achapinda munyika yandakakupikirai noruoko rwakasimudzwa kuti uve musha wenyu, kunze kwaKarebhu mwanakomana waJefune naJoshua mwanakomana waNuni.

Numeri 14

Numeri 14:21-36