Numeri 14:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nokuda kwokuti muranda wangu Karebhu ano mweya wakasiyana navamwe uye anonditevera nomwoyo wose, ndichamupinza munyika yaakaenda kwairi, uye ichava nhaka yezvizvarwa zvake.

Numeri 14

Numeri 14:14-34