Numeri 10:26-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. Pagieri mwanakomana waOkirani akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaAsheri;

27. uye Ahira mwanakomana waEnani akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaNafutari.

28. Aya ndiwo akanga ari mafambiro amapoka avaIsraeri pakusimuka kwavo.

Numeri 10