Numeri 1:14-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. kubva kwaGadhi, Eriasafi mwanakomana waDheueri;

15. kubva kwaNafutari, Ahira mwanakomana waEnani.”

16. Ava ndivo varume vakatsaurwa kubva paungano, ivo vatungamiri vamarudzi amadzibaba avo. Ndivo vaiva vakuru vedzimba dzavaIsraeri.

Numeri 1