Nehemia 7:32-35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

32. vokuBheteri neAi, zana namakumi maviri navatatu;

33. vokune rimwe Nebho; makumi mashanu navaviri;

34. vokune rimwe Eramu, chiuru mazana maviri namakumi mashanu navana;

35. vokuHarimu, mazana matatu ana makumi maviri;

Nehemia 7