Nehemia 7:18-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. zvaAdhonikami, mazana matanhatu namakumi matanhatu navanomwe;

19. zvaBhigivhai, zviuru zviviri zvina makumi matanhatu navanomwe;

20. zvaAdhini, mazana matanhatu namakumi mashanu navashanu;

21. zvaAteri (kubudikidza naHezekia), makumi mapfumbamwe navasere;

22. zvaHashumi, mazana matatu namakumi maviri navasere;

23. zvaBhezai, mazana matatu namakumi maviri navana;

Nehemia 7