Nehemia 7:18-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. zvaAdhonikami, mazana matanhatu namakumi matanhatu navanomwe;

19. zvaBhigivhai, zviuru zviviri zvina makumi matanhatu navanomwe;

20. zvaAdhini, mazana matanhatu namakumi mashanu navashanu;

21. zvaAteri (kubudikidza naHezekia), makumi mapfumbamwe navasere;

Nehemia 7