Nehemia 7:13-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. zvaZahu, mazana masere namakumi mana navashanu;

14. zvaZakai, mazana manomwe namakumi matanhatu;

15. zvaBhinui, mazana matanhatu namakumi mana navasere;

16. zvaBhebhai, mazana matanhatu namakumi maviri navasere;

17. zvaAzigadhi, zviuru zviviri mazana matatu namakumi maviri navaviri;

18. zvaAdhonikami, mazana matanhatu namakumi matanhatu navanomwe;

Nehemia 7