Nehemia 5:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakaenderera mberi ndikati, “Zvamunoita hazvina kunaka. Ko, hamaifanira kufamba mukutya Mwari wedu here kuti vavengi vedu vechihedheni varege kutishora.

Nehemia 5

Nehemia 5:8-12