Nehemia 2:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Sanibharati muHoroni, naTobhia muranda wavaAmoni naGeshemu muArabhia vakati vazvinzwa, vakatiseka uye vakatizvidza. Vakatibvunza vachiti, “Chiiko ichi chamuri kuita? Muri kumukira mambo kanhi?”

Nehemia 2

Nehemia 2:13-20