Nehemia 13:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakaonawo kuti vaRevhi vakanga vasina kupiwa migove yavo, uye kuti vaRevhi vose navaimbi vaiva nebasa rokushumira vakanga vadzokera kuminda yavo.

Nehemia 13

Nehemia 13:8-20