Nehemia 10:1-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvino avo vakaisa chisimbiso ndeava: Nehemia mubati, mwanakomana waHakaria, Zedhekia,

2. Seraya, Azaria, Jeremia,

3. Pashuri, Amaria, Marikia,

4. Hakushi, Shebhania, Maruki,

5. Harimu, Meremoti, Obhadhia,

6. Dhanieri, Ginetoni, Bharuki,

7. Meshurami, Abhija, Mijamini,

Nehemia 10