Nahumi 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndine mhaka newe,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Ndichapisa ngoro dzenyu dzive utsi, uye munondo uchaparadza shumba dzenyu duku. Ndichakusiyai musina nyama panyika. Mazwi enhume dzako haangazonzwikizve.”

Nahumi 2

Nahumi 2:3-13