Mika 5:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Ndichadzura kubva pakati penyu matanda aAshera uye ndichaparadza maguta enyu. Ndichatsiva nokutsamwa nehasha