Mateo 9:37-38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

37. Ipapo akati kuvadzidzi vake, “Kukohwa kukuru asi vashandi vashoma.

38. Naizvozvo kumbirai kuna Ishe wokukohwa kuti atumire vashandi mukukohwa kwake.”

Mateo 9