Mateo 9:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vanhu havangadiri waini itsva muhombodo tsaru. Kana vakadaro, hombodo dzichaputika, waini ichateuka uye hombodo dzichaparara. Kwete, vanodira waini itsva muhombodo itsva uye zvose zviri zviviri zvinochengetedzeka.”

Mateo 9

Mateo 9:7-21