Mateo 7:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mvura yakanaya, nzizi dzikazara, uye dutu remhepo rakauya rikarova imba iya, asi haina kuputsika, nokuti hwaro hwayo hwaiva paruware.

Mateo 7

Mateo 7:15-27