Mateo 6:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana maziso ako akaipa muviri wako wose uchange uzere nerima. Zvino kana chiedza chiri mauri riri rima, richange riri rima rakakura zvakadii!

Mateo 6

Mateo 6:20-24