Mateo 5:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvino akati aona vanhu vazhinji, akakwira mugomo uye akagara pasi. Vadzidzi vake vakauya kwaari,

2. uye akatanga kuvadzidzisa achiti:

Mateo 5