Mateo 28:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kurumidzai muende kundoudza vadzidzi vake kuti, ‘Amuka kubva kuvakafa uye kuti afanotungamira kuGarirea. Muchanomuona ikoko.’ Zvino ndakuudzai.”

Mateo 28

Mateo 28:5-16