Mateo 28:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka varwi vakatora mari iya vakaita sezvavakanga varayirwa. Uye shoko iri rakaparadzirwa kwazvo pakati pavaJudha kusvikira zuva ranhasi.

Mateo 28

Mateo 28:10-17