Mateo 27:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Judhasi uya akanga amupandukira akati, aona kuti Jesu atongerwa rufu, akazvidemba kwazvo ndokubva adzosera makumi matatu esirivha aya kuvaprista vakuru navakuru.

Mateo 27

Mateo 27:2-6