Mateo 26:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jesu akati kwavari, “Usiku huno imi mose muchatiza nokuti kwakanyorwa kuchinzi:“ ‘Ndicharova mufudzi,boka ramakwai rigopararira.’

Mateo 26

Mateo 26:25-36