Mateo 24:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati agara paGomo reMiorivhi, vadzidzi vakauya kwaari vari voga vakati, “Tiudzei kuti zvinhu izvi zvichaitika rini, uye kuti chiratidzo chokuuya kwenyu nokuguma kwenyika chichava chei?”

Mateo 24

Mateo 24:2-5