Mateo 24:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Saka kana munhu upi zvake akakuudzai kuti, ‘Tarirai uyo ari kurenje,’ musabuda kuti muendeko kana kuti akati, ‘Tarirai, ari mudzimba dzomukati,’ musazvitenda.

Mateo 24

Mateo 24:16-29