Mateo 21:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi varimi pavakaona mwanakomana vakataurirana vakati, ‘Uyu ndiye mudyi wenhaka. Uyai timuuraye, tigotora nhaka yake.’

Mateo 21

Mateo 21:28-39