Mateo 21:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Nemiwo ndichakubvunzai mubvunzo mumwe chete. Kana mukandipindura ndichakuudzaiwo simba randiri kuita naro zvinhu izvi.

Mateo 21

Mateo 21:23-33