Mateo 18:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Onai kuti hamuzvidze mumwe wavaduku ava. Ndinokuudzai kuti vatumwa vavo kudenga vanogaroona chiso chaBaba vangu vari kudenga.

Mateo 18

Mateo 18:7-18