Mateo 17:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achiri kutaura kudaro, gore raipenya rakabva ravakwidibira inzwi rikabuda mugore richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wandinodisa, anondifadza. Munzwei!”

Mateo 17

Mateo 17:2-12