Mateo 16:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, munhu achabatsirwa nei kana akawana nyika yose, asi achirasikirwa noupenyu hwake? Kana kuti munhu acharipeiko kuti adzikinure upenyu hwake?

Mateo 16

Mateo 16:21-28