Mateo 13:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saizvozvo zvakazadziswa zvakanga zvataurwa kubudikidza nomuprofita zvichinzi: “Ndichataura nemifananidzo, ndichataura zvinhu zvakavanzika kubva pakusikwa kwenyika.”

Mateo 13

Mateo 13:33-36