Mateo 13:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uyo akagamuchira mbeu yakawira muminzwa, munhu anonzwa shoko asi kufunganya kwenyika nokunyengera kwepfuma zvinorivhunga robva rashaya zvibereko.

Mateo 13

Mateo 13:18-28