Mateo 12:13-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. Akati kumurume uya, “Tambanudza ruoko rwako.” Akarutambanudza rukapora rukava sorumwe.

14. Asi vaFarisi vakabuda kundorangana kuti vangamuuraya sei.

15. Achiziva izvi, Jesu akabva panzvimbo iyi. Vazhinji vakamutevera, akaporesa varwere vavo vose.

16. Akavayambira kuti vasafamba vachitaura kuti iye ndiye ani.

Mateo 12