Mateo 11:14-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. Kana muchida kuzvigamuchira, ndiye Eria akanga achizouya.

15. Uyo ane nzeve dzokunzwa ngaanzwe.

16. “Rudzi urwu ndingaruenzanisa nei? Vakafanana navana vari mumisika vari kudanidzira kuna vamwe vachiti:

17. “ ‘Takakuridzirai hwamanda,asi hamuna kutamba;takaimba rwiyo rworufu,uye hamuna kuchema.’

18. “Nokuti Johani akanga asingadyi kana kunwa asi vakati, ‘Ane dhimoni.’

Mateo 11