Maraki 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Judha aputsa chitenderano. Chinhu chinonyangadza chaitwa muIsraeri nomuJerusarema: Judha asvibisa nzvimbo tsvene yaJehovha, nokuwana mwanasikana wamwari wavatorwa.

Maraki 2

Maraki 2:3-14