Maraki 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Munondivigira zvokudya zvakasvibiswa paaritari yangu. “Asi imi munobvunza muchiti, ‘Takakusvibisai neiko?’ Jehovha Wamasimba Ose anoti, “Pakutaura kwenyu muchiti tafura yaJehovha inozvidzika.

Maraki 1

Maraki 1:3-14