Mapisarema 93:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Jehovha, makungwa akasimudza, makungwa akasimudza manzwi awo; makungwa akasimudza mafungu anotinhira.

Mapisarema 93

Mapisarema 93:1-5