Mapisarema 89:32-35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

32. ndicharanga chivi chavo neshamhu, uye kuipa kwavo nokurova kukuru;

33. asi handizobvisi rudo rwangu kwavari, kana kuzombopandukira kutendeka kwangu.

34. Handizozvidzi sungano yangu kana kushandura zvakarehwa nemiromo yangu.

35. Kamwe chete, ndakapika noutsvene hwangu, uye handingarevi nhema kuna Dhavhidhi,

Mapisarema 89