9. meso angu asviba neshungu. Ndinodana kwamuri, imi Jehovha, mazuva ose; ndinotambanudzira maoko angu kwamuri.
10. Ko, munoratidza zvishamiso zvenyu kuna vakafa here? Ko, vakafa vanomuka vachikurumbidzai here? Sera
11. Ko, rudo rwenyu runoparidzwa muguva, nokutendeka kwenyu mukuparadzwa here?