Mapisarema 87:6-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. Jehovha achanyora panonyorwa mazita amarudzi, kuti, “Uyu akaberekerwa muZioni.” Sera

7. Pavanoimba, vachaimba vachiti, “Matsime angu ose ari mamuri.”

Mapisarema 87