Mapisarema 83:6-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. matende eEdhomu nevaIshumaeri, neMoabhu navaHagari,

7. Gebha, Amoni neAmareki, Firistia, navanhu veTire.

8. Kunyange neAsiria yabatana navo kuti vasimbise zvizvarwa zvaRoti. Sera

9. Muvaitire sezvamakaitira vaMidhia, sezvamakaita kuna Sisera naJabhini paRwizi Kishoni,

10. ivo vakafira paEndori uye vakava sendove pamusoro pevhu.

11. Muite makurukota avo saOrebhu naZibhi, machinda avo ose saZebha naZarumuna,

12. ivo vakati, “Handei tindotora mafuro aMwari.”

Mapisarema 83