Mapisarema 82:5-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. “Havana chavanoziva, havana chavanonzwisisa. Vanongofamba-famba murima; nheyo dzose dzenyika dzinozungunuswa.

6. “Ndakati, ‘Muri vamwari; imi mose muri vanakomana voWokumusorosoro.’

7. Asi muchafa savanhuwo zvavo; muchawa savatongi vose.”

8. Simukai, imi Mwari, mutonge nyika, nokuti ndudzi dzose inhaka yenyu.

Mapisarema 82