Mapisarema 82:4-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

4. Nunurai vasina simba navanoshayiwa; varwirei paruoko rwowakaipa.

5. “Havana chavanoziva, havana chavanonzwisisa. Vanongofamba-famba murima; nheyo dzose dzenyika dzinozungunuswa.

6. “Ndakati, ‘Muri vamwari; imi mose muri vanakomana voWokumusorosoro.’

7. Asi muchafa savanhuwo zvavo; muchawa savatongi vose.”

Mapisarema 82